KwaunobvaDuramazwiPpocha

Duramazwi

pocha

Zvinoreva

Kupocha inzira yekubika, yekuti chikafu chakaita semazai ne hove chinobikwa zvishoma mupoto ine mvura kana mukaka wakafashaira kare.

Kupocha kuvhima kana kuuraya mhuka munzvimbo dzisingabvumidzwi.

1

2

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

poda

Kupoda kuzora mafuta netwumwewo twakaita seponzi, paudha kana zvimwewo kumeso.

Verenga

Swipe for the next word