Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chivakiso chinoratidza panzvimbo panenge pari nechekure nomutauri.
1
Ichi chivakiso chinoratidza panzvimbo panenge pari nechekure nomutauri.
Uchipo here pabasa pako paya. Asipo haapo. Endapo.
Tadiwa akangofara hake asi key iyi yai kinura bedroom yaMai Mhofu asi yaisakiya po.
Rukwa mushonga unoteyewa pazvinhu zvakaita semichero kana zvirimwa, wokuti kana munhu ava kuba haazokwanisi kubva-PO.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03po po po
Kuti po po po kudira kwemvura pamangindo.
VerengaSwipe for the next word