Duramazwi
Zvinoreva
Kupisa nzvimbo kana chinhu.
1
Kupisa nzvimbo kana chinhu.
2
Kunyanyadzira kupisa chinhu uchiisa moto nechokure zvishoma.
Nyama yokusasikwa inoitwa kunyanyadzirwa kuti idonhe ropa, ichioma zvishoma nezvishoma.
3
Kunyanyadzira kupisa uswa kuitira kudzinga mhuka dzingangouya kuzodya mbeu.
4
Kunyanyadzira kupisa bani nokuvesa moto panzvimbo dzakasiyana-siyana.
Moto wemavivi ndewekunyanyadzira patunzvimbo tunzvimbo, kusvika gombo rese ratsva.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyanyaidza
underestimate
VerengaSwipe for the next word