KwaunobvaDuramazwiVvenyeka

Duramazwi

venyeka

Zvinoreva

Kuvenyeka kusekerera kunoitwa nemunhu asisina mazino mumuromo.

1

Kuvenyeka kusekerera kunoitwa nemunhu asisina mazino mumuromo.

Mutofu inzvimbo yakatota, ine ivhu risina kusimba, uye inotebvenyeka kana ukaitsika.

Kana muchero uri gangaibveibve unenge wava kutanga kuibva pamwe pachitebvenyeka pamwe pasati.

Kuvenyeka kusekerera kunoitwa nemunhu asisina mazino mumuromo.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

venyu

Kuti venyu kucheka nyama zvakadzika nebanga rakapinza.

Verenga

Swipe for the next word