KwaunobvaDuramazwiPpesera

Duramazwi

pesera

Zvinoreva

Kana uchipesera unenge uchitaura wakangwarira, uchishandisa mutauro wokuti vashoma ndivo vanokunzwisisa, vazhinji vachingosara pasina chavanzwa. Kazhinji madimikira anoshandiswa pakupera, sokuti haabvaruri jira, kureva kuti anoroya.

1

Panyaya izwi rinoshandiswa pakupesera kana munhu achitaura pamusoro penhengo dzomunhu dzinonzi dzinonyadzisa kutaura.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

peserere

Kuti peserere kufamba zvinyoronyoro uchivanda nechimwe chinhu kuti usaonekwa.

Verenga

Swipe for the next word