KwaunobvaDuramazwiPpera

Duramazwi

pera

pearl

Zvinoreva

Pera pera.

Kana munhu achinzi apera anenge aimbova nemari asi ikazopera, zvokuti anenge achona chaizvo.

1

Pera pera.

Kana chinhu chichiti pera pera chinenge chichifamba zvinoratidza kushaya simba.

Kana chinhu chapera-pera chinenge chaondoroka zvakanyanya.

Akanzwa mabondo ake ese kupera simba kwave kutorova U turn kudzokera kumba.

2

BaTakue vakanzwa mabondo avo kupera Simba coz Tanaka aiva pakurevesa.

Zvakafanana

guma

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pera pera

Kana chinhu chichiti pera pera chinenge chichifamba zvinoratidza kushaya simba.

Verenga

Swipe for the next word