KwaunobvaDuramazwiNneta

Duramazwi · chiito

neta

exhausted · powerless · tired · be tired · tired (be)

-nyara-rembarembaremba

Zvinoreva

Kuneta kupera simba pamusana pokuita basa rakawanda.

1

Kuneta kupera simba pamusana pokuita basa rakawanda.

Kuti nava nava kungoneta-neta kwemunhu ane nyaya inenge ichida kuongororwa, kana munhu ane zvaanenge akapara.

Vaingonzwa muviri wavo wakati--------kuneta.

Vaingonzwa muviri wavo wakati rukutu kuneta.

2

Kuneta kupera shungu dzokuita chimwe chinhu. Aisimbofambira nyaya dzangu, asi ndava kutya kuti namabatirwe aari kuitwa ikoko achaneta akazvisiya.

Zvakafanana

-nyara · -remba · rembaremba

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nete

Kuti nete kunzwa muviri uchishaya simba pamusana penzara, dambudziko kana kurwara.

Verenga

Swipe for the next word