KwaunobvaDuramazwiNnesari

Duramazwi · zita

nesari

Zvinoreva

Chinhano chokumborerwa pakukura.

1

Chinhano chokumborerwa pakukura.

Nesari inhondo dzemiti, michero kana muriwo dzamirira kusimwa.

Nesari chikoro chinopinda vana vachiri vadikidiki, uko vanochengetwa nokudzidziswa zvakawandawanda zvinovabatsira pakukura kwavo.

2

3

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word