KwaunobvaDuramazwiOora mwoyo

Duramazwi

ora mwoyo

Zvinoreva

Kana munhu akaora mwoyo a-nenge ashaya chivimbo chokuti a-chawana chimwe chinhu mushure mokuchimirira kwenguva refu.

1

Kana munhu akaora mwoyo a-nenge ashaya chivimbo chokuti a-chawana chimwe chinhu mushure mokuchimirira kwenguva refu.

Ndakange ndamirira poromosheni ya-cho kwemakore akawanda zvokuti yakazouya ndatoora mwoyo.

Mamwe mazwi ane O

O

Duramazwi

01 / 03

ore ore

Kuti ore ore kuunganidza zvinhu zvakawanda panzvimbo imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word