Kwaunobva/Duramazwi/N/nengete
Duramazwi
Kuti nengete kuneta kunoita munhu.
nengetedza
Kusiya zvinhu zvakaregedzeka.
nenguka
Kunenguka kusvika pamusoro pechinhu chakaita semba.
nengura
Kunengura kuminyura kana kupesanisa mabhonzo.
Swipe for the next word