Duramazwi
Zvinoreva
Kunengura kuminyura kana kupesanisa mabhonzo.
1
Kunengura kuminyura kana kupesanisa mabhonzo.
Mvura yaiti njororo kubva mugaba nepaburi rakaboorwa nengura.
Kusinina kubuda kunoita mvura nepakaburi kadiki, zvishoma nezvishoma. Tangi rakadyiwa nengura rikatanga kusinina mvura.
Vainge vachekwa nerinengura rakagomara pachironda naTadiwa.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03neni
Neni munhukadzi anoita basa rekurera mwana.
VerengaSwipe for the next word