Kwaunobva/Duramazwi/N/nenguka
Duramazwi
Kunenguka kusvika pamusoro pechinhu chakaita semba.
nengura
Kunengura kuminyura kana kupesanisa mabhonzo.
neni
Neni munhukadzi anoita basa rekurera mwana.
nenji
Nenji chiitiko chisingakwanisi kutsanangurika mafambiro acho.
Swipe for the next word