Kwaunobva/Duramazwi/N/nengesvara
Duramazwi
Kunengesvara kumira uchitaridza kushamiswa zvikuru.
nengete
Kuti nengete kuneta kunoita munhu.
nengetedza
Kusiya zvinhu zvakaregedzeka.
nenguka
Kunenguka kusvika pamusoro pechinhu chakaita semba.
Swipe for the next word