Duramazwi
netesa
exhausting
Duramazwi
exhausting
Kana chinhu chichinetesa chinenge chichikonzera kuti muviri ushayiwe simba.

Kana munhu achinetesa anenge achiita zvinhu zvinoita kuti usanzwa kuda kumubatsira, kana kushanda naye.
Kukweva nenzira inonetesa (continual pulling).
Kana munhu achinetesa anenge achiita zvinhu zvinoita kuti usanzwa kuda kumubatsira, kana kushanda naye.
Duramazwi
01 / 03Netharenzi
netherlands
VerengaSwipe for the next word