Duramazwi · zita
Zvinoreva
Pane zvemokombiyuta, netiweki maitiro okuti vanhu vanogona kuona nokuisa mudura rimwe chete zvinyorwa zvavo asi ivo vachishandira vari pakombiyuta dzakasiyana, kana kuti dzitori kure nakure.
1
Pane zvemokombiyuta, netiweki maitiro okuti vanhu vanogona kuona nokuisa mudura rimwe chete zvinyorwa zvavo asi ivo vachishandira vari pakombiyuta dzakasiyana, kana kuti dzitori kure nakure.
Masimukadhi aya ndiwo anoita kuti tigone kubata netiweki iyo inove yakakosha mukufambisa mashoko.
Kana pasina netiweki iyi hapana mashoko atingatumirane.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03netsa
awkward
VerengaSwipe for the next word