Duramazwi
Zvinoreva
Kuve wakaitwa chiito chevhungwa.
1
Kuve wakaitwa chiito chevhungwa.
Parakavhungwa netsvimbo gwari rakabva rati kwaba pasi.
Dywadywani inzvimbo yakatenderedzwa nemapazi emitikaoma, munovanda huku kana dzavhungwa negondo.
Kana huku netwana twayo zvikavhungwa nerukodzi, zvinenge zvapotswa zvasiya zvarohwa nemhepo inotyisa chai ZVO.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhunika
Kutyoka.
VerengaSwipe for the next word