Duramazwi
Zvinoreva
Kutyesa kumona jira kuita hata yaunoisa mumusoro kuti ukwanise kutakura chimwe chinhu usingarwadziwi.
1

Kutyesa kuva nechido chekuti zvinhu zvibudirire pamwe nekuzvishandira nesimba.

2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tyeza
Kutyeza kumwa mukaka uchibuda mumunyatso wen'ombe, usati wamboiswa pamwe panhu.
VerengaSwipe for the next word