KwaunobvaDuramazwiSsepu

Duramazwi

sepu

sepu sepu

Zvinoreva

Kana munhu ati sepu muviri wake unenge watetepa kana kupera pane zvaaimbova kare.

1

Kana muriwo wati sepu unenge watapudzika mupoto maunenge uchibikwa nokuda kokukwata kwaunenge wamboita.

Ndatswa nzungu muduri kusvika dzati sesepu.

2

Kana muriwo wati sepu unenge watapudzika mupoto maunenge uchibikwa nokuda kokukwata kwaunenge wamboita.

Zvakafanana

sepu sepu

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sepuka

Kusepuka kutetepa kana kupera kunoita muviri womunhu ambenge ari muhombe.

Verenga

Swipe for the next word