KwaunobvaDuramazwiSsenzere

Duramazwi

senzere

Zvinoreva

Kana chinhu chakati senzere chinenge chakanyatsoenzana mativi ose. Nhandare yenhabvu yeGwanzura yakanyatsoti senzere.

1

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

senzi

zvekuti munhu wose anonyatsoona zvinenge zvichiitika mairi.

Verenga

Swipe for the next word