Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chambwa chinhu chokudya chisingagutsi, chinongodyirwa kupedza nhomba.
Kuti chambwa kuzadza mvura pose pose uchiita yo-kupfachura-pfachura.

Chambwa ifodya yemumhino yakaumbana pamusana pokuti inenge yaenda mwando. Mbuya vakashaya chokuputa fodya yavo yaita chambwa.

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chambwadza
Kuchambwadza kunyorovesa panzvimbo nokumwaya mvura.
VerengaSwipe for the next word