Duramazwi
sudunura
-tsudunura
Duramazwi
Kana munhu akaregedzera chinhu anenge achitsudunura pachanga chakabatira kuti chibva chasununguka.
Kufandanura kubvisa kana kutsudunura panga pakasungwa.
-tsudunura
Duramazwi
01 / 03suduru
Kuti suduru kubva pawanga uri, uchienda nechekure zvishoma. Pavaitaura nyaya dzomusha wavo vakamboti suduru kubva pana vanhu.
VerengaSwipe for the next word