KwaunobvaDuramazwiMmuseve

Duramazwi · zita

museve

arrow

MUnangobara

Zvinoreva

Chombo chitetete chinobaya.

1

Chombo chitetete chinobaya.

Rwendo rwuno wazokotamira kunobva museve"' Vakadaro vachifamba kudzika downstairs uko kwavaida kunokiira chikafu kupantry.

Gunguo rakaramba kumirira museve rikapona nehwakumukwaku.

Kana munhu akatepfenyura museve anenge auregedzera kubva pauta uchiita zvokudauka.

2

Museve chombo chakareba nokutesvera mberi chinoti chikakandwa neuta chinogona kubaya chachinenge chichikandirwa, ingava mhuka kana munhu.

3

Miseve ndezvese zvakareba zviri zvitete, semiseve yezuva kana yenungu.

4

Museve munhu anomhanya zvekushura mare.

Zvakafanana

MUnango · bara

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

musevenzi

Uyu munhu anenge achishanda basa raanopota achibhadharwa nevaanoshndira.

Verenga

Swipe for the next word