KwaunobvaDuramazwiVvavamara

Duramazwi

vavamara

Zvinoreva

Kuvavamara kubhururuka kungaitwa neshiri mudenga, isingafambisi mapapiro.

1

Kuvavamara kugara panhu uchifunga kuti pane chauchawana, ipo pasina.

2

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word