KwaunobvaDuramazwiRrandi

Duramazwi · zita

randi

Zvinoreva

Randi imari inoshandiswa kuJoni.

1

Randi imari inoshandiswa kuJoni.

Ndakazomira basa mushure mokunge varidzi vekambani yedu vamboivhara vachidzokera kumusha kwavo kuHingirandi.

Bhurandi idoro rakasimba chaizvo, rinotanga rapomhodzwa nokusanganisa nezvimwe zvokunwa zvinotonhorera, uye rinodhaka zvikuru.

Mapurandi zvinhu zvinenge tsono zvitanhatu zvinopfekerwa mutsinga dzeruoko rweruboshwe rwemunhukadzi kudzivirira kubata pamuviri.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

randura

Kurandura kushingirira kuramba mhosva yaunoziva kuti wakapara.

Verenga

Swipe for the next word