KwaunobvaDuramazwiRrandera

Duramazwi

randera

Zvinoreva

Kurandera kuimba nziyo kana kuverenga chinyorwa uchidaidzira.

1

Kurandera kuimba nziyo kana kuverenga chinyorwa uchidaidzira.

Girandera muchero wakatenderera, unotsvuka kana waibva uye une muto unovavirira pakuudya.

Uyu muti womuchero unotanda, unobereka vana vakatenderera vanodyiwa, vanonzi magirandera.

Kurandera kuimba nziyo kana kuverenga chinyorwa uchidaidzira.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

randi

Randi imari inoshandiswa kuJoni.

Verenga

Swipe for the next word