KwaunobvaDuramazwiPpangu

Duramazwi

pangu

Zvinoreva

Kuti pangu kurova ngoma kamwe chete wobva woregera.

1

Kuti pangu kurova ngoma kamwe chete wobva woregera.

Meso angu akamhanyira kutarisa padivi pangu apo pandakabva ndanowana kuti Lennon aive asisipo.

Ndiwe woga uri pamwoyo pangu hakuna mumwe wandingada kunze kwako ruva rangu.

Ndagara ndati pano pamusha pangu handidi kuona marara akaita saiwayo.

2

Kuti pangu kukamura zvishomanana kubva muzvizhinji.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pangu pangu

Kuti pangu pangu kuridza ngoma.

Verenga

Swipe for the next word