KwaunobvaDuramazwiS 2

Duramazwi

Mazwi ane S.

1183 Shona headwords beginning with S, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 2 pa5

senguraKusengura kubvisa zvinhu zvako pazvanga zviri...senitrogennitrogensentsubmittedsenukaKusenuka kubva panzvimbo chinyararire, uye pasina anokuona.senyaKana munda uchinzi isenya, unenge uine ivhu rakaregedzeka...senzereKana chinhu chakati senzere chinenge chakanyatsoenzana...senzizvekuti munhu wose anonyatsoona zvinenge zvichiitika mairi.sepaChinhu chinoshandiswa pakuwachisa kana kugezesa (sipo).sepuKana munhu ati sepu muviri wake unenge watetepa kana...sepukaKusepuka kutetepa kana kupera kunoita muviri womunhu...seraKusera kutenderedza rusero kuitira kuti mbeu dziende pasi...sereeightseredzaKuseredza kugayiwa kunoita chikafu mudumbu.seredzeraKuseredzera kunwira-nwira kana kudya tudyo twakareruka...seredzeroSeredzero ndetunodyiwa kana kunwiwa twakareruka twaunotora...seremuKuti seremu kudonha kwezvinhu zvakaungana kuita chimurwi.seremukaKuseremuka kudonha sechimurwi sezvingaite ivhu rakaungana...sereraKupera kuzvimba kana ushungu.serereKuti serere kuwanda chaizvo, zvokuzadza nzvimbo yose.seriSeri idivi rakapesana nerauri, raunoita zvokusvika kwariri...serimaSerima ibadza rapera basa.serosaleserotepiSerotepi ipurasitiki ine rutivi runonamira, inoshandiswa...serudzaKuserudza munhu kumuitira zvinhu zvinotaridza kuti...serufoniSerufoni rudzi rwenhare diki isina tambo, inokwana kuisa...ServerserverserviceservesesaKusesa kusakura pamusoro, zvinoita munhu kana achisakura...seseKana munhu aine sese rakanaka kuna vamwe anenge...sesedzaKusunda bhasikoro kana kuenda kanhambwe kapfupi...sesekedzambisa riri parutivi pako, uchiita rokusunda.sesemuKana chinhu chati sesemu, unenge wachisimudza zviri nyore...sesemuraKana uchisesemura dombo unorikwatanura richisimuka rose...sesenuKuti sesenu kubvisa makanda epamusoro emuchero kana...sesenuraKusesenura kubvisa makanda epamusoro ezvinhu zvakaita...sesepuKuti sesepu kupfava kwezvinhu zvinenge zvichitswiwa kana...sesepukaKusesepuka kupfava nokunyatsobatana kwezvinhu zvinenge...seseraKusesera kubvisa tsvina inosarira mushure mokunge wadhota.seseuKuti seseu kubvisa divi rechinhu uchicheka.seseuraKuseseura kucheka divi renhanga, kana kuti rezvimwewo...setaKuseta kuvhara maburi anosara pachidziro chakavakwa...setisetsetifiketicertificatesetiraitisatellitesetsalaughablesetsiSetsi chinhu chinokonzera kuti munhu aseke.setswaKana munhu achinzi ane setswa anenge achikurumidza kuseka...seuKuti seu kubvisa rukwande kana rukanda rwapamusoro.seuraKuseura kusakura sora nebadza, uchiita zvokungokwenga...sevaKana uchiseva unenge uchinyika musuva wesadza muusavi.sevenzaKusevenza kuitira basa umwe munhu kana kambani, uchipuwa...sevenzerachiseta zamanishoni unenge uchinyora mibvunzo...sevenzesaKushandisa.sevhaKusevha kuchengetedza mari kuti iwande, igozoshandiswa...sevhisaKana munhu achisevhisa motokari, anenge achitarisa uye...seyamaKuzendama.sezvineiincidentallysezvinonziIri izwi rinoreva kuti zvakada kufanana kana kuti zvinoda...sezviri pachenaapparentlysezvoasshabhiniShabhini pamba pomunhu panotengeserwa nokunwirwa doro...shabwabwaKushabwabwa kusunga kunoita mumuromo kana munhu adya...shadabuKuti shadabu kugara munhu wakaparadzanisa makumbo zvisina...shadaburaKana munhukadzi akashadabura, anenge akagara...shadaguKuti shadagu kurova munhu mbama yakasimba.shadaguraKushadagura munhu kumurova nembama zvakasimba.shafuShafu inhengo yemuviri kubva paseri pebvi kusvika...shafungaMushafunga.shaikaKushaikwa kana kupararira kwechinhu chauya uine chido nacho.shainaKana munhu achishaina mumba anenge achikwiza pasi...shainisaKana uchishainisa mumba unenge uchikwiza nebhuraso nejira...shaisanoShaisano maitiro esvoto, okuti kana ukasawana zvaunoda...shaishaKukanganisa.shaishiraKushaishira munhu kumuitira zvinhu zvakashata. Baba ava...shaiwamissingshakadziraKushakadzira munhu kumumwaya mvura asingafungidziri...shakatashakuKana chinhu chati shaku chinenge chazara zvokutorasikira.shamavacantshama nyaiyawnshamaidzaKana uchishamaidza munhu, unenge uchimuita kuti ayeme.shamairaKushamaira kuvhura muromo kunokonzerwa nokuneta kana...shamatataKana munhu a-chishamatata anenge achitaura nezwi riri...shambaShamba chirimwa chakada kuita sevisi, chinobikiswa nhopi...shambadzaadvertiseshambadziraKushambadza.shambadzoShambadzo chiziviso cheruzhinji chinotaura nezvechiitiko...shambakodziShambakodzi ihari huru inowanzobikirwa sadza.shambareShambare igonye guru rine ruvara rwemashizha, rinodyiwa...shambeinichampagneshambidzaKushambidza kuita kuti munhu atsvinde.shambidzikaKana wakashambidzika unenge wakageza, uye wakapfeka hanzu...shambiraKushambira kudhidha kusina ruzha uchikwasva mvura...shamboShambo chishongo chinopfekwa muruoko kana mugumbo...shamburokuShamburoku ifodya yechimonera inozikanwa nokunhuhwirira...shambuushampooshamhucaneshamisafunnyshamisiraKana munhu achinzi anoshamisira, anenge achiitira mumwe...shamuKamuti kakatetepa kanoshandiswa kurova kana kutyisidzira.shamuraKushamura kuvhura makumbo zvinoita kuti uonekwe nhengo...shamwaricompanionshamwaridzaKana uchishamwaridza munhu unenge uchiita ukama naye...shamwaridzanafriendlyshamwarikadziKana uri murume, shamwarikadzi yako munhu wechisikana kana...shanaShana imbeva ine mafuta akawanda, inochera mwena unoenda...shananguraMune zvechikiristu, kushanangura munhu kumugeza zvivi zvake.shandaoperateshandarikaKushandarika kuzvonyongoka-zvonyongoka kunoita munhu...shandikaworkableshandiraKushandira kuita basa kuti ugopiwa muripo.shandiroShandiro ibhasikiti kana ndiro huru inoshanda mabasa...shandisaspendShandisa scanscanshandukaadaptshandukochangeshandukuraKushandukura kupindurudza chinhu, kunyanya chokupfeka...shandukwaShandukwa ivisi rakazopinduka kuita shamba.shanduraaltershandurorenditionshandurudzaKana ukashandurudza chibage chiri kugochwa unenge waita...shangaShanga uswa hwakasimba hunoreba zvikuru, uye hu-shangamesoShangameso mubairo unopihwa munhu anenge anhonga chinhu...ShanganiRudzi rwevanhu vekuChamhembe kweZimbabwe.shangaraKufaruka.shangazhikaKana munhu achishangazhika anenge achiita basa rakawanda...shangazhingiShangazhingi munhu anoita mabasa akawanda achiedza tunhu...shangoDunhu revhu nenzvimbo dzose dzine miti nemhuka.shangufootwearshanguraKushangura kurova uriri hwemumba, zvinoita kuti muchisara...shanguriroShanguriro rudzi rwembira ine zvisimbi zvinokwenywa...shangwamiseryShangweshanhushanjejealousshanufiveshanyavisitshanyarikaKana munhu achishanyarika, anenge achipinduka-pinduka...shanyidzanaKana vanhu vachishanyidzana vanenge vachiwirirana zvokuti...shanyiraKumaira.shanyuraKushanyura kudzvara mbeswa mumunda unenge wakavundukurwa...shapaKana chokudya chashapa chinenge chisisanaki kudya nokuti...shapairaKushapaira kuvhaidza mvura mupoto, zvokuti inosara yava...shapeKuti shape kumwa doro kana zvimwewo, uchikasira, zvikiru...shapenaShapena kamudziyo kanoshandiswa kurodza penzura kuti igone...shapiraKushapira kumwa sezvakaita mvura kana doro kana zvimwewo...shapu(manje) Kana munhu achiti ari shapu anenge achitaura kuti...shapu shapuKuti shapu shapu kudira muviri wako nemvura uchishandisa...shapuraKushapura kurova munhu kana mhuka neshamhu.sharaKusarudza.sharaudeSaruraude.sharksharkssharuwornsharukaobsoletesharutsaKana mbeu dzakakohwewa muminda dzichinzi dzasharuka...shashachampionshashabuhwaShashabuhwa isora rinomera panzvimbo dzine unyoro...shashamukaKushashamuka kubva kunoita mashizha paanenge akabatira...shashangaKushashanga munhu kumurova zvakasimba nechinhu chakaita...shasharaShashara chinhu chine tumapazi, chinobuda kumusoro...shashikoShashiko inhembe yaipfekwa navanhukadzi kare yaisungirwa...shatauglyshatishirtshatiniShatini ndekunenge kwakaita kunze kwemusha kuri kusango.shatirisaoutrageousshatiriswaKugumburwa.shatirwabe angryshatopythonshaudhaKushaudha munhu kumutuka zvakanyanya pamberi pevanhu.shaudziraKushaudzira munhu kumukanganisa, kuburikidza nekuudza...shauraKudeketera.shavaKana munhu achishava anenge achitsvaka zvinhu zvinomupa...shaveMweya wepasi unofambira munhu uchiita kuti ave neunyanzvi...shaveshaveShaveshave ishiri ine mavara matema nemachena akatevedza...shavhiShavhi muchero wakaita mudiki unenge onde, unodyiwa...shaviShavi mweya womutorwa unouya pamunhu uchimupa masimba...shaviraKana uchishavira vana vako, unenge uchifamba...shavishavibutterflyshawashowershawakepiShawakepi inguwani yepurasitiki inopfekwa nemunhu mumusoro...shayajawshaya basaKana chiitiko chikanzi chashaya basa chinenge chaitika asi...shayamhandaShayamhanda ifaibha romusango rinomera mumakomo.shayiChinhu chakaipa chinounza minyama kana munyama.shayikwaKushayikwa kusaonekwa kwechinhu chinenge chichidiwa.shayiwaKuve pachena pasina chinhu kana kusazviona zvawanga...shazhaKushazha kuita zvinhu zvine misikanzwa, zvikuru pane...sheShe munhu anotonga dunhu rakakura, anenge aine masadunhu...shebhetiShebheti chihwitsi chakareburuka, chitsvuku, chinoputirwa...shedede shededeKuti shedede shedede itsika ingaitwa nomunhukadzi...shedhiDharakishoni.sheedzeradictatesheedzwaKudanwa kana kudanirwa chimwe chinhu.shefubossshekaKuseka nenzira yechiito chemuviri mukanwa.shekishekiShekisheki imhando yedoro remasese rinotengeswa riri...shemwedzekaKushemwedzeka kufamba munhu achizvitutumadza nekuita...shenairaKufamba nenzira yekuzviratidza.sheniTambo yesimbi ine zvipetwa zvakasungana.shepishapeshepu [shepi]Mumasvomhu, kana chinhu chichinzi ishepu chinenge chiine...sherefushelfshereketaKusagona kugara zvakanaka uchingobata-bata.shereketemagicianshereniShereni imari ine uwandu hwemasendi gumi.shereshendeShereshende rudzi rwehove dzinowanzowanikwa mumadziva...sheriSheri musikana waunoda, anenge akachena.SHERIFFsheriffsherufushelfsherukuruSherukuru mwanasikana washe anogarwa nemudzimu unenge...sheshaKana munhu achishesha, anenge achisvika nenguva chaiyo...shesheIbhiza rechikadzi kana imwe mhuka ichiri duku yechikadzi.shetiChipfeko chemuviri wepamusoro chine mabhatani nemaoko.shevedzaKudaidza munhu nemazita.shevedzeraKudaidzira.sheweKuti shewe kudavira kunoita munhukadzi, kana achidaidzwa...shewezhekaKushewezheka kushanda nemwoyo unoda uye uchiratidza rufaro.sheyaSheya imari yaunoisa kumakambani emari kuti ishandiswe iwe...shezhaKuve neuso hune hasha kana kusafara.shezhenuraKushezhenura kufambisa zvishoma chinhu chinorema chaizvo.shezherekaKana munhu achishezhereka anenge achibva paakagara achiita...shezhuShezhu ishiri inogona kurira ichitamba-tamba zvokukukwezva...shiKuti shi karuzha kanoitwa nenyoka huru, ichifamba kana...shiburaKana uchishibura unenge uchirova zvine simba uchishandisa...shidurakana zvimwewo zvinogona kutsetsa pakucheka bvudzi.shifitiKana munhu achiti anoshanda basa rine shifiti, anenge...shigeraShigera imhando ye hutachiona hunokonzerwa nenhunzi kana...shikishikiKuti shikishiki kuburitsa ruzha rwuri pasi pasi...shikishiraShikishira rudzi rwemasvosve akatsvukuruka, makuru...shimaKuita nharo nekusada kuteerera kune zvinotaurwa.shinairahecticshindathreadshindiShindi kamhuka kakakura kudarika mbeva, kane zimuswe rine...shingabraveshingairaKana munhu achishingaira, anenge achishanda nesimba...shingirirarelentlessshingishingiShingishingi rudzi rwemasvosve akaita matsvuku akati...shinhaKushinha kuita misikanzwa yakapindiridza, uye yakafumuka.shinhwaKana munhu achinzi anoshinhwa anenge ari munhu asina...shininiKuti shinini kuita chimbichimbi pakuita basa.shinjaMbwanana.shinyatightshinyiraKana sadza richishinyira rinenge richinzwa moto, asi...shinyiridzaKushinyiridza kumanikidzira kupfeka nhumbi diki...shiribirdshirikadziwidowshiringinyaKushiringinya kutamba-tamba uchizunza muviri wako.shiripitiZviitiko zvinoshamisa nezvisingatsananguriki nemazvo.shiripitikaKana munhu achishiripitika, anenge achiita zvose...shiriraKushirira kuramba uchiita zvinhu zvakaoma, usingazvidembi...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store