KwaunobvaDuramazwiS 4

Duramazwi

Mazwi ane S.

1183 Shona headwords beginning with S, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 4 pa5

sipikitaSipikita mukuru wapabasa anotarisa kuona kuti basa riri...sipinaKutenderedza.sipinachispinachsipirin'iSipirin'i iwaya yakamonwa, inogona kudhefa kana...sipiringiSimbi yakapetwa inokwanisa kudzokera payaimbove kana...sipitiKuti sipiti kumira munhu akati tasa.sipodetergentsiponjispongesipononoSiponono munhukadzi akanaka pameso napachichiro.sipotiSipoti mitambo yakasiyana-siyana yakaita senhabvu, tenesi...sipunuChishandiso chekudya nacho muto kana sadza (spoon).siragiSiragi mutambo unotambirwa pamusoro pechivezwa chine...sirahaslaughterhousesiriMhuka kana mbeu siri inenge iri diki, kana kuti isingakuri.siriericerealsirikasilksirimaKana chiitiko chichisirima chinenge chichiramba...sirin'iSirin'i chivakwa kana kuti chidziro chepamusoro mukati...sirinjisyringesiririsaKana zvinhu zvichisiririsa zvinenge zvichiita kuti unzwe...sirivhasilversirivherisilverSiriyasyriasiroganislogansisaKana mombe yasisa, minyatso yayo inenge yanyorovera...sisiSisi mukomasikana wako kana iwe uri munhukadzi.sisidzaKana mhuru ichisisidza mai vayo inenge ichivayamwa...sisimaKana wakasisima unenge wakasenga zvinhu zvinorema.sisiraKana vanhu vachiti chimwe chinhu chinosisira kunge chiri...sisitanunsitachistarchsitakistacksitandadhiSitandadhi mwero unotarisirwa pakui- ta chimwe chinhu...sitataSitata kamu china kanomutsa injini yemota kana yeimwewo...sitatimendistatementsitejistagesitendiSitendi inzvimbo inenge yakatemwa yaunogona kuvaka imba...sitepiSitepi yemunhu mafambire ake.sitepisithresholdsiteraraizaKusiteraraiza kuisa mushonga pamudziyo kana kuu- pisa...siteriraizaKusiteriraiza kuuraya utachiona pazvinhu zvakaita setsono...sitiSiti chigaro chakapfava chokugarira munzvimbo dzakaita...sitichistitchsitimaKusitima kubika chika- fu chakavharwa nechiutsi chemvura...sitiraikaKuratidzira.sitiraikistrikesitirechaKusitirecha kugadzira vhudzi nokurikama nekamu yasimbi...sitirenaSitirena kamu- dziyo kane maburi madiki akawa- nda...sitiritiSitiriti mugwagwa unofamba motokari nevanhu mudhorobha...sitirokostrokesitofuMuchina wakagadzirirwa kubikira zvekudya (stove).sitokoKuunganidzwa kwezvinhu zvemutengo kana zvekudya (stock).sitokuMune zvemabhizimisi, sitoku uwandu hwezvinhu zviripo...situdhiyoSitudhiyo inzvimbo inotsikiswa kana kutengeswa mimhanzi.situtuSitutu musikana mukobvu uye ane runako.sivindaSivinda ishavi rinoita kuti akagarwa naro aite zvokurapa.siwejiSiweji makomba anenge akavakirwa kunze kwemusha...siwetasweatersiwichiSiwichi chinhu chaunodinhura kuti magetsi ashande kana...SiwidheniswedensiwitiSiwiti kudya kunotapira, kunogadzirwa neshuga...Siwizarendiswitzerlandsiyaabandonsiya hopeKana munhu achisiya hope pamusha anenge ararapo kuratidza...siya ngoma ichiriraKusiya ngoma ichirira kuzvibvisa panhu kana kuzviuraisa...siyanacosmopolitansiyana-siyanaconsiderablysiyanisadistinguishingsiyanoSiyano ndezvinenge zvisina kufanana pazvinhu zvinenge...siyidzanaKana vanhu vasiyidzana vanenge varwa kana kutamba...siyira panziraKusyira panzira kutaura kana kuita chinhu usingapedze.siyiriraKusiya zvimwe zvashoma pane zvizhinji.siyiwa pachenaKana munhu achinzi asiyiwa pachena, anenge afumurwa zviito...sizaSiza kuchekwa kunoita munhukadzi padumbu, kuti mwana...sizasiChigero.skriniscreenslotsslotso-Chidudzirazita chinoreva kufanana.sobodaKusoboda kudya zvishoma nezvishoma uchiita sousingadi.sobodoKuti sobodo kudya zvishoma nezvishoma.sodaSoda rwudzi rwemunyu unokasira kunyunguduka, unoiswa...sodhiyamuSodhiyamu isimbi yesirivha inowanikwa yakasangana nezvimwe...sodzaKunyenga.sofasofasokasoaksokeKana munhu akati hembe soke mumvura anenge adzinyudza...sokeraKana uchisokera zvinhu musaga, unenge uchiramba...soketiSoketi iburi rinopfekerwa puragi, rinowanikwa pamadziro...sokisiSokisi chipfeko chomutsoka chinotatamuka, chinopfeka...SokomonkeysokoraKupwanyika kwechimwe chinhu chakawoma.sokosaKana uchisokosa, unenge uchibaya-baya mukati mechimwe...sokovaSokova rudzi rwehowa utsvuku, hunowanzowanikwa muzvikomo.sokungeKuti 'sezvakafanana kana kutarisa'.sokutiseemsomanaKana vanhu vakasomana vanenge vakwikwidzana kwenguva refu...SomariasomaliasombonjaKusombonja kubatana-batana kunoita mukomana ne-musikana...somuenzanisoinstancesonasewsonanidzaKusonanidza kubatanidza neshinda, zvipenga zvakawanda...sonaretaPamotokari kana chimwe chinoshandisa injini, sonareta...sondyaSondya igonye dema rinodyiwa, rinogara mumupani uye...sonesaKana munhu achisonesa hembe anenge agadzirirwa chokupfeka...songoriraKusongorira chinhu kuchitarisa nepa-buri kana pakamukana...songoyaSongoya isiki inotadzisa munhu kufamba zvakanaka, nokuda...sonhoSonho chikafu chino-donha kubva mupoto pakubika.sonhomoKuti sonhomo kuputsika, wobva waita zvokupidigu-ka-pidiguka.sonhomokaKusonhomoka kuputsika, wobva waita zvokupidi-guka-pidiguka.sono-Ichi chiitogama chinoreva kumirira kana kukarira zvimwe...sononoKuti sonono kutevera chimwe chinhu pose pose.sonzaKudongorera.sonziKuti sonzi kutarisa kamwe chete uchibva waregedza.sopeSope munhu mutema asi aine ganda jena rakada kuita...soperaKusopera kuita kuti mukadzi asada murume wake, mushure...soraornamentalsoreraKudherera.soriSori inhumbi tema inopfekwa nomunhu akafirwa.soro-zenithsoro bandambaMunhu anonzi soro bandamba ndeuya anenge aine nharo...sorodhaKusorodha kuvhara buri rinenge riri papoto kana chimwe...sorojenaSorojena munhu akura, anoonekwa sedura reruzivo.soropodzaKurayira nenzira yekuzvidza nekushore.sororoKuti sororo kusvika kana kubva panhu zvinyoronyoro, pasina...sosaKuvhara mugwagwa kana nzvimbo uchishandisa minzwa kana...sosejisausagesosiketchupsosodzaKana huku yasosodza mazai inenge yaburitsa zvitiyo kubva...sosonaKusosona kuswinya kunoita muviri zvinoita kuti ude kukwenya.sosooriSosoori ibundo rinoreba, rinoita maruva akanaka, asi rine...sosotaKana uchisosota huni unenge uchibvisa tusoso tusina basa...sosotedzaKusosotedza kupinza chinhu mune chimwe, zvokunge...sosotiSosoti tumichero tudiki chaizvo twakatenderera, tunochena...sotaKusota kuoma kunoita chinhu changa chakanyorova. Kana imba...sotsodzoSotsodzo rumwe rudzi rwourimbo runoshandiwa kubata shiri.SoundtracksoundtrackSpeiniSpainSravana Sameeralu Serial 4th PakistaniPakistanisubvuKubvaruka kweganda pashure pekugwesha pamatombo kana pasi...sudunuKuti sudunu kusunungura panga pakasungwa.sudunurasuduruKuti suduru kubva pawanga uri, uchienda nechekure...sudurudzasudurukarelocatesudurusaKana munhu akasudurusa chinhu anenge achibvisa pachinenge...sudzisaKusudzisa itsika yekupa murume munin'ina wemukadzi wake...sudzunuKana panhu panga pakasungika pakati sudzunu panenge...SuitesuitesukawashsukautaSukauta chipo chen'ombe kana mbudzi chinopiwa muzukuru...sukoSuko ivhu jena rinoshandiswa pakudziira madziro.sukuKuti suku kusairira chimwe chinhu kwakadaro uko, usina...sukudzaKana chinhu chichi-nzi chasukudza chinenge chararama kana...sukunasaineglectsukunusukunuraKusukunura kubvisa chinhu chakabata chaizvo. Akasukunura...sukuraKana ukasukura chawakabata unenge wachiregedza...sukurudzarinsesukutaKukwiza dehwe.sukutikaKana dehwe richisukutika rinenge riri nyore kupfavisa.sumaintroducesumbaMusumba.sumbuclustersumbururuKana munhu ati sumbururu anenge akaruka asvika panhu...sumhuSumhu muto wakakora unogadzirwa nemadomasi.sumointroductionsumudzaKusimudza chinhu pamberi pevanhu kuitira kuchiratidza.sumudziraKupfuurira kusimudza mberi.sumukaKumuka kubva panzvimbo yakagarwa kana kuvatwa kuitira...sumwaKusumwa kuziviswa zvirongwa zviri maererano nokufambiswa...sunaKana chinhu chanzi suna, kumusoro kwacho kunenge...sunamaKana chinhu chakasunama chinenge chakamiswa kumusoro...sunamisaKusunamisa kusasandura mamiriro echinhu, uchiita kuti...sunasunaKuti sunasuna kukotamira pasi.sunataKuti sunata kunwa uchiita zvokusveta.sunatiraKana uchisunatira unenge uchinwa mvura wakavata pasi...sundapushsundaidzaKusundaidza kusundira chinhu mberi, zvine hasha mukati.sundeKuti sunde kungoregera chinhu chawanga wakabata kana...sundidziraKusundidzira kuita kuti chimwe chinhu chibve pachanga...sundidziranaKana vanhu vachisundidzirana, vanenge vachirwidzana kuenda...sundiraKusundira munhu pachinhu kumusairira achienda ikoko.sungafastensunganidzaKusunganidza kuisa pamwe chete zvinhu zvanga...sunganidzoSunganidzo chinhu chinobatanidza zvinhu zviviri.sunganoaffinitysungareSungare chishongo chinopfekwa mumusoro, chakagadzirwa...sungawiriranoPane zvemaumbirwo omutauro, sungawirirano kufanana kana...sungikaKukwanisa kusungwa nenzira yeruzivo.sungikanaKusungikana kutadza kufara nemhosva yekuti pane...sungiraKusungira itsika yokuti murume anondobaya mbudzi...sungiriraKana uchisungirira gavi pamuti, unenge uchimoneredza...sungirwaKana munhu achisungirwa kuita chimwe chinhu pane-nge paine...sungisatightensungunuKuti sungunu kuregedzeka kwezvinhu zvanga zvakabatwa pamwe...sungunukaKusununguka munzvimbo dzejekerere.sungunuraKubvisa tambo pachinhu chakange chakasungwa.sunguraSungura ndemumwe yemisambo yemimhanzi inoridzwa...sungwaKana munhu achinzi akasungwa anenge ashandisirwa mishonga...sunhaKana mugwagwa wakasunha unenge usina kufaranuka.sunhukaKuregedza nenzira yeruzivo.sunhuraKana ukasunhura zvaunenge unazvo unenge wazviregedza.sunikaKana ukasunika kupfeka nhumbi unenge wataridza mberi sure...sunungukaindependentsununguraliberatesununikwaSununikwa munhu anongofamba asingazivi kuti chii chiri...sununuSununu rudzi rwamashayamhanda anoshandiswa kugadzirisa...sununu sununuKuti sununu sununu kungofamba munhu asingatarisi kwaanoenda.sunuraKusunura kubvisa mhuka hono svongoro dzayo kuti itadze...sunyaKusvinya (shunya).sunyairaKana munhu achisunyaira anenge akafinyamisa pameso achinge...sunziSunzi rudzi rwetumbuyu tunoruma nokusveta ropa pamabhiza.sunzumaKana munhu akati sunzuma anenge agara akatonona kwekanguva...suoentrancesupamaketisupermarketsupavhaizaKusupavhaiza kuo-na mafambisirwe anenge achiitwa basa pese...supfunuKuti chinhu supfunu kubva wachiregedza kuti chibva chaenda...supfuraKusupfura kusairira chinhu kure newe.supuSupu ndezvakaita upfu zvinoiswa mumuriwo kuti muto ukorere...suraKusura kuburitsa mweya unonhuwa nokumashure.surePanzvimbo iri mberi pashure pemumwe.surikirwaKushurikira.suriraSuriramudenga.surududuKuti surududu kurereka musoro kokuratidza kusuwa.surudzaKana uchisurudza unenge uchiita kuti mvura ipfuure nemuvhu...surudzoSurudzo mudziyo unoiswa ivhu rine munyu, munozodirwa mvura...surukaKana maheu akasuruka anenge agarana, masese ari pasi...surukirwaKana munhu akasurukirwa anenge ari ega, asina mufaro...surukoSuruko kutambudzika kokushaya munhu wokugara naye kana...surumusaKusurumusa kubatsira mudzimai kuzvara, sezvinoitwa...sururaKana mbambaira dzichisurura, dzinenge dzichimera zvakare...suruvaKuti suruva kunzwa usina mufaro.suruvadzaKana munhu achisuruvadza mumwe anenge achimusha-isa rugare.suruvaraKana munhu akasuruvara anenge asingafari, aine zviri...suruwaraKushuruvara.susuSusu ndemunogara kudya kusati kwanyatsogayiwa mudumbu...susubheriSusubheri muchero unoita vana vanoibva vachiita yero...susukidzaKususukidza kubatsira munhu kuita chimwe chinhu...susumaKana vanhu vachisusuma vanenge vachifamba vakawanda.susunhaKumimina.susupenziSusupenzi imari ine uwandu hwemappendi mashanu.susururuKuti susururu kupinda mumba zvinyoronyoro usina kugogodza.susuvaKana munhu akati susuva anenge achiratidza kushaya mufaro...susuvaraKususuvara kugara uchiratidza kusafara.sutsaKana mbeu dzichinzi dzasutsa dzinenge dzaibva mumunda.sutsutaKutsutsuta kutsimbirira chinhu pasi pegumbo kuti...sutswaKusvikirwa.sutusuitsutukesisuitcasesutukezisuitcase

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store