Duramazwi
Zvinoreva
Kurayira nenzira yekuzvidza nekushore.
1
Kurayira nenzira yekuzvidza nekushore.
Kukonon'odza kuda kuongororesa chimwe chinhu uchingotsvaga zvekutsoropodza chete.
Kutsoropodza kuongorora chimwe chinhu uchida kuona pachakakanganisika.
Nhango rudzi rwenhetembo dzokurayira kana kudzidzisa nekutsoropodza, asi dzinotaurwa senyaya.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sororo
Kuti sororo kusvika kana kubva panhu zvinyoronyoro, pasina akuona.
VerengaSwipe for the next word