KwaunobvaDuramazwiSsoseji

Duramazwi

soseji

sausage

Zvinoreva

Soseji inyama yakagaiwa inenge yaiswa zvirungwa, inopakirwa muchihomwe chakareburuka, kuita seura.

1

Hotidhogi kudya kwebhanzi rakarebenuka rinenge rine soseji pakati.

Soseji inyama yakagaiwa inenge yaiswa zvirungwa, inopakirwa muchihomwe chakareburuka, kuita seura.

Zvakafanana

chisi

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word