KwaunobvaDuramazwiSsota

Duramazwi

sota

Zvinoreva

Kusota kuoma kunoita chinhu changa chakanyorova. Kana imba ikaroverwa pasi, munombomira kuti musote musati magaramo.

Muposvo, kana munhu achisota tsamba, anenge achidzipatsanura nenzvimbo dzadziri kuenda, uye kuti dziri kuenda nei.

1

2

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sotsodzo

Sotsodzo rumwe rudzi rwourimbo runoshandiwa kubata shiri.

Verenga

Swipe for the next word