Duramazwi
Mazwi ane S.
1183 Shona headwords beginning with S, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 3 pa5
shishaKana zvokudya zvakabikwa zvichinzi zvashisha, zvinenge...shishiShishi kuita chinhu pfungwa dziri pamwe chete, zvokuti...shishimaKushishima kunetsa kwakanyanya, kune kuonererwa mukati...shishishiKuti shishishi kuomarara kwechinhu changa chakapfava...shishitaraKushishitara kuita nharo dzakasimba pane imwe nyaya...shishivaKuti shishiva kuramba wakangoti nangananga nechimwe...shishivadzaKushishivadza nhengo yomuviri kuiomesa zvokuratidza nharo.shishivariShishivari munhu ane mwoyo wakaoma chaizvo.shitaKana midziyo yakashita inenge yakazara netsvina...shitiShitibhedha.shitibhedhaShitibhedha mucheka mutete unowaridzwa pakati pamachira...shivaKushiva kusatirimuka kunyangwe watarisana nenjodzi.shizhaleafshizhiraKushizhira kudzvanyira kana kumana chimwe chinhu pakati...shocheKuti shoche kupisa munhu kana mhuka nechinhu chinopisa...shochedzaKushochedza kupisa munhu nerimi remoto.shodoKuti shodo kuzadza saki zvakanyanya.shodokaKushodoka kupesana kwemabhonzo paanosangana asi asina...shodorandokushodoka gumbo nokuti akatadza kutsika zvakanaka.shofachauffeurshoferaKana uchishofera motokari unenge uchiichaira yakatakura...shohorishohweraShohwera kamota kanomera paziso, kanonzi kanoita kana...shokaShokomessageshokoraKana uchishokora unenge wakaisa zviyo kana mhunga muduri...shokoshokoShokoshoko munhu ane mari yakawanda chaizvo.shokuShoku kuvhunduka kukuru kokuti muviri unobva wapera simba...shomabriefshomananaZvinhu zvishomanana zvinenge zvisingatombokwani kuitisa...shomaneneshomekascarceshomesalessenshomhoshomhweShomhwe imhodzi dzechakata kana dzemapfura dzine mwoyo...shomodziShomodzi munhu anotambira nekupfuudza mashoko anenge...shomvoShomvo munhu asingadi zvekushanda, ane usimbe.shonaKushona kuchema kwegava.shondyacaterpillarshongaKushonga kupfeka nhumbi dzinoyemurika, dzakanaka.shongedzaadornshongeyaShongeya chirwere chinobata sikarudzi, chinoparadzirwa...shongorokaKana chinhu chakashongoroka chinenge chisina kumira...ShongweforefrontshonhaKana munhu achishonha anenge achinyomba, pamwe chete...shoniShoni kamhuka kadiki kakada kuita senungu, kane tunengeshonjaShonja rudzi rwegaka rinowanikwa musango.shononaKushonona kuvava kunoita muviri mushure mekugunzva zvinhu...shonongoraKushonongora munhu kumutuka chaizvo.shonyomboraKushonyombora kutuka munhu zvinorwadza zvikuru.shonyongaKushonyonga kudzvinya chinhu uchichimonyorora.shonyongoraKushonyongora chinhu kuchimonya zvakasimba, zvekuti...shonyorokaKushonyoroka kumonyoroka kunoita munhu anenge achirwadziwa...shonyororaKana munhu achishonyorora rumuti anenge achirutenderedza...shooShoo mutambo wamakwikwi wekuti vanhu vanoungana...shooraundermineshopaKana uchishopa unenge uchitenga zvinhu zvakawanda pangwa...shoperaKushopera kubvunzira kun'anga kuti ikuzivisei kuti...shoputuminzwa pamuviri wako, kanodya zvese tupuka nemirivo.shopwaShopwa imombe hadzi inenge isati yakura zvakanya-nya.shoraskepticalshorechenaShorechena rudzi rweshiri yemurwizi ine makumbo marefu...shoriraKushorira kudongorera panze uchiita zvokubudisa musoro...shoroShoro igodo remhuka kana shiri rinoshandiswa nedzimwe...shoromamillionaireshoropodzaKana uchishoropodza chinyorwa unenge uchiedza kunzwisisa...shoshaKana uchishosha unenge uchishandisa masanzu emiti...shoshomaKushoshoma kubudisa izwi risina kutsetseka sezvinoita...shoshweGangemukange.shotaKana zvinhu zvashota zvinenge zvaramba kukwana.shotiShoti munhu akapfupika zvakanyanya.shovhaKana munhu achinzi shovha anenge ane utsvina, achiita...shovoShovo chibage kana zvimwewo zvinenge zvatswiwa uye...showezhekaKana vanhu vachishowezheka vanenge vachimhanya-mhanya kuti...shoyoyaKushoyoya kuve munhu akapfava, asina utsinye kana hasha.shoyoyoKana munhu aimbovhaira asiti shoyoyo, anenge apera manyawi...shozhonoKuti shozhono kutendeuka nomuviri wose uchitarisa kwawabva.shozhonodzaKutendeudza.shozhonodza shozhonodzaKushozhonodza shozhonodza kurerekedza chinhu kumativi...shozhonokaKana uchishozhonoka unenge uchitarisa kwawabva.shozhowaShozhowa muchero usingadyiwi, muduku wakatenderera une...shu-uKuti shu-u ruzha runoitwa nomunhu anenge anzwa kurwadziwa.shudhuShudhu inzvimbo inodzidzirwa kunyatsopfura nepfuti.shugaglucoseshukaKunyevenutsa ganda remhuka kuitira kuti rive pfava kuitira...shukuShuku muchero unoberekwa nomuti unosimwa pamusha, une...shukutikaKushukutika kupfuta kunoita moto pasina rimi.shukutuKuti shukutu kutsva kwezvinhu pasina rimi romoto.shumaKuzivisa nekunamatira kune vashoma.shumbalionshumhaShumha muchero wakaurungana unoita rukanda rweshora kana...shumiradedicateshumoMazwi ane hwaro hweruzivo nehungwaru anopfupikisa upenyu.shunduraKushundura chinhu kuchitsemura uchishandisa minwe.shungaKana munhu achishunga, anenge oda kuita chimwe chinhu...shunguenthusiasmshungurudzaKushungurudza kurwadzisa umwe munhu zvakanyanya nokuda...shungurudzikaKugurukuta.shungurukaKushunguruka kutambudzika kana kuti kunetseka kukuru...shungushiraKushungushira kuva nechishuwo chakanyanya chekuona kana...shungushiroShungushiro chishuwo chakanyanya chokuda kuona kana kuita...shunikaKupidigura chinhu kuti mukanwa mako utarise pasi.shunyaKuswinya ganda revanhu uchishandisa minwe miviri kuitira...shupaKutambudza.shupikaKana munhu achishupika anenge achinetseka, kana kuti...shuraKushura kuita chinhu chine munongedzo wekuti panguva...shuramatongoKana uri shuramatongo unenge uri shasha pakuita chimwe...shuramuroveIyi ishiri huru, ine tukumbo turefu zvishoma, nemuromo...shuranaShurana inhoro hono ichiri diki.shurebackwardshure [sure]Shure inzvimbo yawafuratira, kana kuti kwawabva.shuridziraKudaidza nhamo kana huroyi pamusoro pemumwe.shurikidzaKushurikidza kuita kuti umwe munhu anzwe kushaya mufaro.shurikirwalonelyshuriraKana munhu akakushurira anenge akuitira zvinhu zwawanga...shurireShurire mucherechedzo wokuti kungangoitika zvinhu...shuritiPakukwereta mari shuriti munhu anovimbisa kuzobhadhara...shuroMhuka yesango ine nzeve refu (rabbit).shurushuruShurushuru mushonga unonanamira-namira, unoshandiswa...shushapersecuteshushikanaworriedshushiraKana munhu achishushira anenge achivharidzira nehasha...shutaKunwisa.shutupasi dzakagadzirirwa kutambisa bhora nadzo.shuvaKushuva kufunga umwe munhu. Ndoshuva sekuru vangu vari...shuwaMunhu anoti shuwa kana achishamisa kana kuti achikurudzira...shuwiraKufunga.shuwishuwiShuwishuwi chinanairwa chakada kufanana negurwe, asi icho...shwaMhando yeiswa ine mapapiro inodyiwa yakakangwa.shwabuKuti shwabu kuisa chidimbu chechokudya chose mu muromo...shwaburaKushwabura kuisa chidimbu chechokudya chose mu muromo...shwadaguraKushwadagura kurova munhu nembama zvine simba.shwakataKuti shwakata ruzha runoitwa nemashizha akaoma kana...shwakatikaKushwakatika kufamba pane mashizha akaoma.shwanyuraKana uchishwanyura unenge uchitsenga kudya kwakaita...shwapeKuti shwape kurira kunoita chiwepu kana kuti tyava.shwapikaKushwapika kurova chinhu netyava kana chiwepu.shwapuraKushwapura kurova munhu kana mhuka nekashamu katete.shwashwaraKuti shwashwara kurira kunoita mashizha, mapepa kana...shwauKuti shwau kuoma zvakanyanya kwemiti kana zvimwe zvimbenge...shwaukaKushwauka kuoma zvakanyanya kwemiti, kana kwezvimwewo...shweKuti shwe kusunga zvine simba.shweeKuti shwee kusunga zvakasimba zvekuita chibundu...shwengaKushwenga kurova chibhakerachina chine simba, zvokuti...shwetaKushapira.shwetaidzaKushwetaidza kufamba kwemunhu akasimba asi akapfeka nhumbi...shwetairaKushwetaira kufamba munhu asina kupfeka.shweteKana igo rikurati sokunanga, rakuruma zvinorwadza chaizvo.shwetenuranetambo.shweteraKushwetera kusunga chishwe zvakasimbisisa, kuti chisabva...shwiiKuti shwii kuzara zvakanyanya.shwindiShwindi munhu anongofunga kuti zvake chete ndizvo, uye ane...shwiraKushwira kuva munhu asingadi kubvuma zvimwe zvinhu...shwiromaturityshwoyoyoKana munhu ati shwoyoyo anenge anyatsogonekwa, iye anga...si-Ichi chiiswa chinotaridza pikiso, chinoshanda pamwe chete...sidhudyaSidhudya munhukadzi mukobvu ane nyama dzakaregedzeka.sifirisiSifirisi chirwere chenjovhera chinotapuriranwa, uye...siginichasignaturesii siiKana munhu achiti sii sii anenge achiedza kusheedza mumwe...siidhiiSiidhii kadambarefu kakaita dendenedzwa kanochengeta mazwi...siiraKugova kuvamwe.siiriraKana ukasiirira zvimwe pakutaura unenge wataura asi usina...siisiiSiisii ishiri diki ine diti bvumbu nemuviri webhuruu...sikacreatesika sikaKana munhu achiti sika sika nekurima anenge achingoramba...sikadhianogona kuzozvara mwana asingaone.sikarudzigenitalssikataKana zuva rasikata rinenge rakwira, rave kurova nhongonya.sikatiNguva yezuva zuva riri pakati-kati pedenga.sikavakadziAva vana vechikwenzi chinonzi musikavakadzi.sikavhascarfsikeroPanyaya dzoutano, vana vadiki vanopota vachienda kusikero...siketiskirtsikiKuti siki kuedzesera kuita chimwe chinhu, asi wozorega.sikimaKana mudzidzisi achisikima anenge achigadzirira zvidzidzo...sikindoSikindo rudzi rwedoro rinobikwa nembiriso yeyi-siti...sikinyaKusikinya kufamba nhanho yakareba zvikuru netsoka.sikipaSikipa chipfeko chinoita sokutatamuka chinopfekwa...sikiraKugadzira chinhu chitsva chinozomboitika pamasimba.sikirepaSikirepa mudziyo unoshandiswa kukwenga nokukwenenzvera...sikiriMhando yezuva kana kupisa kusingaiti.sikiriniscreensikiroSikiro igango kana guyo rinoitirwa mutambo...sikitiraSikitira ibundu kana kuzvimba kunoita ganda panzvimbo...sikizaKumboita sowoda kuita chimwe chinhu asi wozobva woregera.sikochiSikochi rudzi rwejira rakaita chekicheki rinoshandiswa...sikokochiSikokochi matambiro okuti munhu anenge akabata musoro uku...sikopokwa nefurawu, mukaka, michero ne-zvimwewo.sikopuSikopu udzamu hwenjere kana pfungwa dzomunhu. Ndanzwa kuti...sikopu dhonoroKana munhu achinzi sikopu dhonoro anenge achitukwa kuti...sikorokoroSikorokoro imotokari yasakara, inotinhira ichiputika putika.sikuincessantlysiku nesikatiUku kutaurira kuti zvinhu zvinenge zvichiitika zvisina...sikuruuscrewsikuzuKana munhu achiti sikuzu anenge achiyeuchidza vamwe kuti...sikweyasquaresiliconsiliconsilikasilksimaMukonde.simbaauthoritysimba regiravhitigravitysimbapamuganhuKuita simbapamuganhu kushanda basa nomoyo wose, wava kuona...simbaradzaKusimbaradza kukurudzira munhu kuti asadzokere shure pane...simbararaVabereki ndivo vakandisimbaradza pakudzidza kwangu.simbelazysimbiironsimbiraKusimbirira.simbirirainsistentsimbirwaKana munhu achisimbirwa nemusoro anenge achirwara nemusoro.simbisaconsolidatesimbisoconfirmationsimbo-Ichi chiitomwana chinoratidza zvinhu zvinoitika nenguva...simendecementsimhaKana uchisimha unenge uchitakura zvinhu kubva pane imwe...simikaKusimika kubayira muti muvhu.simikiraKusimikira kurapa munhu anenge asingazvari kuti azvare.simiraKana wakasimira unenge wakapfeka nhumbi.simuSimu musono unenge uchibatanidza machira maviri pakusona.simu tandeKuti simu tande kungobva panzvimbo usina kuoneka.simudzaraisesimudziraKuita zvinoita kuti chinhu chibudirire.simukaarisesimukiraKubudirira. Kusimukira kuita sowomira kuti uone zviri...simulationsimulationsinaNhungumira.sindaKana chinhu chichisinda chinenge chichirema zvekuti...sindeSinde rudzi rwehove chena dzakati kurei kudarika matemba...sindimaKana munhu akati sindima anenge akatsamwa, uye asingadi...sindimarastubbornsinemacinemasingaSinga umhizha hwokuita chinhu hunoita zvokutambidzanwa...SingapowosingaporesingisinksingwiMusingwina.sininaKusinina kubuda kunoita mvura nepakaburi kadiki, zvishoma...sininiSinini igonye rinodyiwa, rine ruvara rwamashizha, rinogarasininidzamumutondo, uye rinoonekwa panguva dzezhizha.siniraKana mvura ichisinira inenge ichibuda zvishoma nezvishoma...sinjonjoSinjonjo ndemamwe matambirwe emhanzi anotambwa munhu...sinukaSinuka mutambo unotambirwa pamusoro pemudziyo unenge...sinyerereSinyerere munhu anowanzogara akanyarara, asingadi...sinzaSinza imhuka ine ruvara rwakaita shava, ine muhumbu...sipagetiSipageti chidyiwa chinogadzirwa negorosi nemvura...sipaisiSipaisi ndezvinosaswa kana kudirwa mukudya kuti unhuhwire...sipakisheniKana vanhu vachiita sipakisheni imba yomunhu, vanenge...sipedhiSipedhi ifoshoro yakati pafarara kumberi kwayo.sipeshuruKana chinhu chichinzi isipeshuru chinenge chakanaka...sipeyaSipeya chinhu chinogara chakachengetedzwa, chakamirira...sipikaPamudziyo wakaita seredhiyo kana terevhizheni, pasipika...

