Duramazwi · zita
sikweya
square
Duramazwi · zita
square
Sikweya ishepu ine mativi mana akaenzana paurefu.
Sikweya ishepu ine mativi mana akaenzana paurefu.
Sikweya nedendenedzwa ndiwo emamwe mashepu.
Sikweya ishepu ine mativi mana akaenzana paurefu.
(manje) Kana zvinhu zviri sikweya zvinenge zvakaenzana kana kuti zvakafanana.
Duramazwi
01 / 03silicon
silicon
VerengaSwipe for the next word