Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uku kutaurira kuti zvinhu zvinenge zvichiitika zvisina magumo. Nyika inenge yakadekara kana iine runyararo siku nesikati.
1

Chirikadzi yasara iyi, nemanyana angu aya Uvachengete siku nesikati.
Uku kutaurira kuti zvinhu zvinenge zvichiitika zvisina magumo. Nyika inenge yakadekara kana iine runyararo siku nesikati.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sikuruu
screw
VerengaSwipe for the next word