Duramazwi · zita
sikuruu
screw
Duramazwi · zita
screw
Sikuruu rudzi rwechipikiri chine mujinjiziri wakamonyoroka kubva kumusoro kusvika zasi, chinoroverwa nenzira yokuchitederedza uchishandisa sikuruudhiraivha.
Sikuruu rudzi rwechipikiri chine mujinjiziri wakamonyoroka kubva kumusoro kusvika zasi, chinoroverwa nenzira yokuchitederedza uchishandisa sikuruudhiraivha.
Uyu mudziyo wesimbi yakasimba, une chibato nomuromo zvakagadzirirwa kusunga nokusunungura masikuruu nemabhaudhi.
Duramazwi
01 / 03sikuzu
Kana munhu achiti sikuzu anenge achiyeuchidza vamwe kuti vachenjerere, vangangogumhwa.
VerengaSwipe for the next word