KwaunobvaDuramazwiSshovha

Duramazwi · zita

shovha

fende

Zvinoreva

Kana munhu achinzi shovha anenge ane utsvina, achiita kunge asina hany'a nemuviri wake.

1

Zvakafanana

fende

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shovo

Shovo chibage kana zvimwewo zvinenge zvatswiwa uye zvinenge zvava pedyo nekukuiwa.

Verenga

Swipe for the next word