Duramazwi
Mazwi ane S.
1183 Shona headwords beginning with S, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 5 pa5
suvaKusuwira chimwe chinhu chaudasada.suwasadsuwiraKushuvira nenzira yehupenyu.suzweMunhu anonzi isuzwe anenge asingafariri basa zvachose.svaaKuti svaa kudzinga huku kana shiri kuti zvibve...svadaKusvada kumedza chokudya usina kuchitsenga.svaduKuti svadu kumedza chinhu pasina kutsenga.svakaKufovera.svakuKuti svaku kubuda mumba kana mumwena nokukasika.svakukaKana uchisvakuka uchibuda mumba nechimbi-chimbi.svangazvuruSvangazvuru inyoka nhete ine mitaro, isingarumi uye...svapuKuti svapu kubva kwerwodzi pamuti, kana makwati pamuti.svapukaKusvapuka kubva kweganda remuti.svapuraKusvapura kubvisa ganda.svaringiKuti svaringi kumedza chimwe chinhu nekukurumidza uye...svasvamhiraKusvasvamhira kuedza kusvikira chinhu chiri kure.svasvaviKuti svasvavi kurebenutsa maoko zvakanyanya kuti ugone...svataKuti svata kupinda mukati kwechinhu chiri kupera mweya.svataidzaKusvataidza kubvisa mweya mubhora kana muvhiri.svatamaKana chokudya chichisvatama chinenge chichinyatsotdzika...svatataKuti svatata kupera mweya kwebhora kana kwebvhiri remota.svatikarinenge richisvetuka-svetuka, richiita kunge riri kutiza.svatuKuti svatu kudauka kwechinhu, sezvinoita bota riri kukwata.svatukaKusvatuka kupwanyika kwechinhu chinenge chadzvinyirirwa.svauKuti svau kushaisa mumwe munhu chinhu chaanga achida.svaukaKana wasvauka unenge wabva ganda nokuti unenge watsva.svauraKusvaura kubvisa mashizha echibage nokukasika.svavainfantsvavairaKusvavaira kufamba usina simba mumuviri wako nokuda...svavisaKuomesa chinhu pazuva kwenguva diki.svayaKusvaya mhuka kuita kuti dzimuke padzakahwanda...svayadidzaKusvayadidza chinhu kuchiisa mumuromo nokubva watochimedza...svayiraKana uchisvayira mwana, unenge uchingomurega achiita...svazvaSvazva muchero womusango unomera mumakomo, unoita vana...sveKuti sve kunyika chimwe chinhu muchinhu chakaita semvura...sve-eKana munhu achinzi sve-e, anenge achishoropodzwa nokuda...svedzasvedzemukasveeKuti svee kumwa chinwiwa zvishomanana.sveeraKunanavira.sveerera[-sveverera, -sverera] 1 Kana munhu achisveerera mumwe...svepuKana shamhu ikati svepu inenge yaroveswa.svererekaKana nyoka ichisverereka inenge ichifamba zvinyoronyoro...svesveraKusvesvera munhu kumupa zvinhu zvishoma asi iwe une...svesvevaraKana munhu achisvesvevara anenge achifamba asina simba...svetasucksvetasimbaKana munhu achinzi isvetasimba anenge achida kushandisa...sveteraKana uchisvetera unenge uchinwa muto, kuti ukwanise kudya...svetuKuti svetu kukweva chinwiwa.svetukadivesvetukiraKuurukira.svetwaKunanzvwirwa kana kutorerwa mweya.svevaidzaKusvevaidza kuita kuti munhu asvode kunyanya uchishandisa...svevererasneaksvibadirtysviba [-svipa]Kushaya chiedza kwekunze kana kuva neruvara rutema.svibiriraKana mashizha emuti akasvibirira anenge akaita girini...svibisapollutesvikaarrivesvikikaaccessiblesvikiraconfrontsvikiroSvikiro munhu anogarwa nemudzimu.svikirwaKana munhu akasvikirwa navanhu vanenge vamuwanikidza iye...sviko-Ichi chiitogama chinotaridza zvakaitika nguva shomanana...svimborumeMurume akura asina kuwana akambove mudzimai.svimhaKusvimha kubudisa misodzi yakawanda uchichema, asi zvisina...svinaKana uchisvina unenge uchibvisa mvura panhumbi, uchiita...svingaSvinga mubatanidzwa wehuni dzakawanda, dzakasungirirwa...svingoSvingo chidziro chakavakwa namabwe oga, pasina dhaka...svinuMunhu anonzi isvinu ndeuya asinganyari, anoita...svinudzaKusvinudza munhu kumuita kuti angware.svinukaKusvinuka kugan'a kana kuita zvimwe zvinhu zvisina kururama.svinuraKana wakasvinura unenge wakavhura maziso ako, usina kurara.svinyangaKana uchisvinyanga sadza, unenge uchiridzvanya-dzvanya...svipaspitsvipiraKukandira mate pamunhu kana pachinhu kuitira ruzvidzo.svipuKuti svipu kunanzva zvinhu zvinenge zvakanamira pamwe panhu.svipuramunhu zvichitevedzana.)sviraKana munhurume achisvira mukadzi, anenge akarara naye...svisaKusvisa kuvanza ruzivo kana chimwe chinhu chaunoziva.svisvaKana dziva rikanzi isvisva rinenge rakadzika zvikuru.svisvidzasqueaksvisvinaKusvisvina kusveta muto kana chimwe chinhu chakaita...svisvinwaSvisvinwa ndezvinosara paunodya zvakaita semuche-ro.svitaSvita muchero wakaita semaonde asi iwo uri muduku, uye...svitsaSvitsa inguwo inopfekwa nemwenga pamuchato.svitsiSvitsi ibere rine mavara mavara.sviyoKuti sviyo kuridza muridzo.svoIri idzitsi rechirevamwene chomupanda 19.svoboraKusvobora kubvisa chinhu chirefu chinenge chakabayira...svodaKunyara.svodesaKunyadza.svodogokaKuminyuka.svodogoraKusvodogora kubvisa chibage pana mai vacho uchiita...svodzaKusvodza kuzvara mwana kana mhuru yakafa.svodzwaMunhu anonzi isvodzwa anenge akaonjoroka, asina utano...svohoriSvohori ishiri huru ine muromo murefu neminhenga mitema...svokodzaKana munhu achisvokodza rukodzi anenge achiita ruzha...svokotaKusvokota kubvisa rukanda rwokunze rwenzungu kana chibage...svokotoraKusvokotora kupukuta maziso anenge achivava kana kuti aine...svomaKana imbwa ichisvoma tsuro inenge ichiidzinganisa...svombonoroSvombonoro isimbi yakagadzirwa nomutoo wokuti inogona...svombonyoKuti svombonyo kupesana kunoita magodo mushure mekunge...svomhuarithmeticsvondaKana munhu akasvonda anenge ashaya chikafu, zvikuru...SvondosundaysvongaKana chokudya chichinzi chinosvonga chinenge...svongwaKusvongwa kunzwa kunge uri kumonwa moyo wako.svonhodzaKusvonhodza chinhu kuita kuti chibve pachiri...svooKana munhu achiti mumwe svoo anenge achimutsverudza...svoraMhuka yesango inonzi masvosve iwayo anodya nyuchi.svorenyamaSvorenyama ishiri yerudzi rweshuramurove inodya nyama...svoreraMunhu anonzi svorera ndeuya ane tsika dzakaipa...svoresvoreKana mbavha ichinzi isvoresvore inenge ichiti kana ikaba...svorochenaSvorochena ishiri ino ruvara ruchena, inodya hove doko...svorododoKuti svorododo kutsvedza kwechinhu chinonetsa kubata. Kana...svorodokaKusvorodoka kufamba kunoita nyoka ichiita zvokuzvongonyoka.svororoKana nyoka ichiti svororo inenge ichitedzemuka panenge...svosvaKudenha munhu kana chinhu chakazvigarira.svosveantsvosviIzwi rinoshandisirwa kana mhepo ichinzwa muviri.svosvwaKuve neuso hunotya kana hutsve panyama.svotableedingsvotesaKusvotesa kuita kana kutaura zvokutsamwisa nokukaurisa...svotonauseasvotokaKusununguka kana kusvotoka kwechanga chakasungwa.svotoraKusvotora kukuvadza munhu kana chimwe chinhu zvokutobvisa...svovaKusvova kungoerekana munhu asisaonekwi, atiza muchivande...svoviSvovi mukadzi wepabarika anodiwa nemurume kudarika vamwe...svozvaKana muchero wosvozva unenge wotanga kuibva.svuKuti svu ruzha rwaunoita kana uchidzinga mbudzi kana huku.svuduguKuti svudugu kufurura nokumenya muguri wechibage kubva...svudzunukaKuregedzeka kwekukasika.svukudziraKusvukudzira kukuza imbwa kuti dzidzingirire kana kuruma...svukumisaKana munhu achisvukumisa n'ombe anenge achidzitinha...svumburumbuSvumburumbu ibundu reshinda yakamonerwa panhu pamwe chete.svunduSvundu inzombe ine ruvara rwakada kuita bhurauni.svunguruKuti svunguru kurara munhu asina kupfeka.svunudzaKusvunudza kuita kuti munhu asingaoni aone.svurwePamuchero unodyiwa svurwe imhodzi dzinosvisvinwa.svusvuSvusvu munhu ane chiso nechimiro chakanaka, chakaurungana.svusvudzaKusvusvudza kupa munhu kudya kokutanga pazuva iroto.svusvudziraKusvusvudzira kutambisa mwana ari kumusana kana ari...svusvumisaKusvusvumisa kutinha zvipfuyo zvakawanda, uchiridza...svusvuradinesvutaKufema mweya wefodya mumuviri (smoke).svutusuitsvuuKana munhu achiti svuu anenge achidzinga huku.svuukaKusvuuka kubva ganda nokukuvara kana nokutsva.svuurapeelswaswadhamukaKuswadhamuka kufamba kwemunhu ane muviri mukuru, achiita...swakuraKuswakura kuita kuti muviri uzvimbe.swandaswaswaidzaKuswaswaidza mhuka kuita kuti iite seinomhanya, asi kuri...swatanuKuti swatanu kutambanuka kwechinhu change chakamonyana.swatanukaswatuKuti swatu kumira kusina kana pakamonyoroka.swatudzaKutasanudza.swatukaKutwasanuka.swaturaKuswatura kuita kuti chinhu chakakombama chirurame.sweda swedaKana munhu achiti sweda sweda anenge achifamba achizvida.swededzaKuswededza chinhu kwauri unenge uchichibvisa pachine chiri...swederaKuswedera kuuya kana kuenda padyo nechimwe chinhu.swedzaKana ukaswedza unenge wapedza zuva uchiita chimwe chinhu...swedzesaKuswedzesa munhu kumubvunza mufaro panguva dzezuva rovira.swenyaSwenya ishiri yakatsvukuruka ine bumhu pamusoro payo uye...sweraKuswera kupedza zuva rose, kubva mangwanani kusvikira mauro.swerahopeMunhu anonzi swerahope anenge akapusa, achiita seasina...swerakuendaMunhu anonzi ndiswerakuenda ndeuya anenge asingagari pasi...swerandogaMunhu anonzi ndiswerandoga anenge asingafariri kugara pane...swereraKana ukaswerera kuita chimwe chinhu unenge wachiita zuva...swereroSwerero ibasa rinotora zuva rese kuti ripere.swero-Ichi chiitogama chinotaridza kuti chinhu chakaiitwa zuva...sweta swetaKutadza kunyatsofamba zvakanaka nekuda kwekunyara.swetairaKuswetaira kufamba nenhambwe dokodoko.swiKuti swi kuruma kunoita utunga.swi-iKuti swi-i kuchema kunoita mbeva kana makonzo.swinyaKutsunya.swiswidzakurwadza kunoita paunenge warohwa, kurumwa kana kugunzva...switairaKuswitaira kufamba munhu asina kupfeka.switiKuti switi kuwira pasi kunoita nhopi kana bota.switoKuti swito kupinduka kubva mukufara kuenda mukusuwa.

