KwaunobvaDuramazwiSsvonda

Duramazwi

svonda

Zvinoreva

Kana munhu akasvonda anenge ashaya chikafu, zvikuru mushure mokunge chapedzwa nevanenge vatanga kudya.

Kana munhu achiti asvonda anenge aenda kuchechi uri musi weSvondo kunonamata pamwe nevamwe.

1

2

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word