Duramazwi
Zvinoreva
Kana muchero wosvozva unenge wotanga kuibva.
1

Kusvozva kuita kuti vamwe vasawana chikafu chakakwana nekuti une-nge wasvika vatobika, votozokukamurirawo chavo.

2

Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03svu
Kuti svu ruzha rwaunoita kana uchidzinga mbudzi kana huku.
VerengaSwipe for the next word