Duramazwi01 / 03svukudziraKusvukudzira kukuza imbwa kuti dzidzingirire kana kuruma chimwe chinhu.Verenga→
Duramazwi02 / 03svukumisaKana munhu achisvukumisa n'ombe anenge achidzitinha nokudzimanyisa dzakawanda.Verenga→