KwaunobvaDuramazwiSsvukudzira

Duramazwi

svukudzira

-sakidzira-husvudzira-sairira

Zvinoreva

Kusvukudzira kukuza imbwa kuti dzidzingirire kana kuruma chimwe chinhu.

1

Kusvukudzira kukuza imbwa kuti dzidzingirire kana kuruma chimwe chinhu.

Takasvukudzira imbwa dzikatandanisa makudo mumunda.

Kusvukudzira kukuza imbwa kuti dzidzingirire kana kuruma chimwe chinhu.

Zvakafanana

-sakidzira · -husvudzira · -sairira

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svukumisa

Kana munhu achisvukumisa n'ombe anenge achidzitinha nokudzimanyisa dzakawanda.

Verenga

Swipe for the next word