Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana mbavha ichinzi isvoresvore inenge ichiti kana ikaba yobva yangonyangarika pasina amboona kuti yaenda nepi.
1

2
mutarisa nenzira inotaridza rudo kana ruyemuro.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03svorochena
Svorochena ishiri ino ruvara ruchena, inodya hove doko nematatya nemagakanje, uye ichiwanikwa pedyo nenzizi.
VerengaSwipe for the next word