Duramazwi
Zvinoreva
Mhuka yesango inonzi masvosve iwayo anodya nyuchi.
1
Mhuka yesango inonzi masvosve iwayo anodya nyuchi.
Nokuda kwekuuya uye kuwanda kwedzikereke vamwewo vakusvora maitiro okuenda kunorapwa kana kunoukwa nen'anga.
Kana uchidemba zvawaita unenge uchizvisvora uchifunga kuti dai wanga wazvirega.
Kana chinhu chichivhetura chinenge chichidzosa miranzi yezuva kumeso zvinotosvora.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03svorenyama
Svorenyama ishiri yerudzi rweshuramurove inodya nyama yezvakafa zvoga.
VerengaSwipe for the next word