KwaunobvaDuramazwiSsvoo

Duramazwi

svoo

Zvinoreva

Kana munhu achiti mumwe svoo anenge achimutsverudza achimuita kuti anyare. Akanga oda kuba mengo akanzi nomuridzi svoo.

1

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svora

Mhuka yesango inonzi masvosve iwayo anodya nyuchi.

Verenga

Swipe for the next word