KwaunobvaDuramazwiSsvisvinwa

Duramazwi · zita

svisvinwa

tsapfino

Zvinoreva

Svisvinwa ndezvinosara paunodya zvakaita semuche-ro.

1

Svisvinwa ndezvinosara paunodya zvakaita semuche-ro.

Svisvinwa ndezvinosara paunodya zvakaita semuche-ro.

Masvisvinwa makanda kana mhodzi dzinosvipwa kana munhu achidya zvinosvisvinwa muto.

Masvisvinwa magufu kana mafufu anosaririra mukanwa kana munhu achinge anwa masvusvu kana maheu.

Zvakafanana

tsapfino

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svita

Svita muchero wakaita semaonde asi iwo uri muduku, uye uchi-tapira kudarika maonde.

Verenga

Swipe for the next word