Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchishwanyura unenge uchitsenga kudya kwakaita sokuomo, sezvakaita majuru kana ishwa.
1

Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shwape
Kuti shwape kurira kunoita chiwepu kana kuti tyava.
VerengaSwipe for the next word