KwaunobvaDuramazwiSsonesa

Duramazwi

sonesa

Zvinoreva

Kana munhu achisonesa hembe anenge agadzirirwa chokupfeka nenzira yaanoda, yaanotaurira musoni.

1

Kana munhu achisonesa hembe anenge agadzirirwa chokupfeka nenzira yaanoda, yaanotaurira musoni.

Baba vakatenga muchini wokusonesa unoshanda negetsi.

Bhobhini kasimbi kanomonererwa shinda yekusonesa inenge iri pamushini wekusonesa.

Shinda itambo nhete inoshandiswa kurukisa majuzi kana kusonesa nhumbi.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

songorira

Kusongorira chinhu kuchitarisa nepa-buri kana pakamukana kadikidiki.

Verenga

Swipe for the next word