Duramazwi · zita
Zvinoreva
Sondya igonye dema rinodyiwa, rinogara mumupani uye rinoonekwa kana mvura yanaya.
1
Sondya igonye dema rinodyiwa, rinogara mumupani uye rinoonekwa kana mvura yanaya.
Sondya igonye dema rinodyiwa, rinogara mumupani uye rinoonekwa kana mvura yanaya.
Chidhongoti rudzi rwegonye rakaita sesondya asi iro risina tuminzwa uye rine maziso makuru.
Musondya muti une zvimashizha zvidiki zvitete, unonyanya kukura munzvimbo dzine ivhu rakaita jecha, unowanzoberekera harati kana masondya.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sonesa
Kana munhu achisonesa hembe anenge agadzirirwa chokupfeka nenzira yaanoda, yaanotaurira musoni.
VerengaSwipe for the next word