KwaunobvaDuramazwiSsitachi

Duramazwi · zita

sitachi

starch

Zvinoreva

Sitachi zviupfu zvinoiswa mumvura inonyikwa dzimwe hembe dzakawatya, kuitira kuti kana dzoayinwa dzinyatsobuda.

1

Ndinowanzofarira kuisa sitachi pamachira angu epamasofa kuti anyatsomira zvakanaka.

Sitachi zviupfu zvinoiswa mumvura inonyikwa dzimwe hembe dzakawatya, kuitira kuti kana dzoayinwa dzinyatsobuda.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word