Duramazwi · zita
Zvinoreva
Siragi mutambo unotambirwa pamusoro pechivezwa chine zvidhori zvakarongwa mukati sevatambi venhabvu, zvakanamirwa pazvitanda zvamunofambisa muchiita kuti zvikave kabhora kadikidiki.
1
Siragi mutambo unotambirwa pamusoro pechivezwa chine zvidhori zvakarongwa mukati sevatambi venhabvu, zvakanamirwa pazvitanda zvamunofambisa muchiita kuti zvikave kabhora kadikidiki.
Siragi mudziyo unotambirwa mutambo wesiragi.
Kana muchina ukanjema unenge watadza kushanda nokuda kokuti wakanganiswa. Siragi yanjema saka haichagoni kubudisa mabhora.
Kana chinhu chati kede chinenge chapinda pamwe panhu nokukurumidza. Bhora resiragi rakarohwa ndokundoti kede mugedhi maro.
2
Siragi mudziyo unotambirwa mutambo wesiragi.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03siraha
slaughterhouse
VerengaSwipe for the next word